KwaunobvaDuramazwiMmweni

Duramazwi · zita

mweni

outsider · stranger

Zvinoreva

Munhu anoshanya panzvimbo iyo asiri weko (stranger/guest).

Imwe mhando yemu-.

1

Uyu munhu anoti panoisirwa mweni chikafu, iye anotodyawo naye chero anga ambodya, nokuda kwekukara.

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu, kazhinji mweni, kana ava kuda kutanga kudya senzira yekuratidza rukudzo kuvanhu vanenge vabika.

Kuchengeta imbwa yomweni kuda mwene wayo.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word