Duramazwi · zita
mutorwa
foreigner · alien
Duramazwi · zita
foreigner · alien
Mutorwa munhu wausina ukama naye.
Mutorwa munhu wausina ukama naye.
Zvino mutorwa uyu tinochera tikaibikeyi?
Dai wakanga wachisiya hako mutorwa uyu, ataikutaurira zuro pano kuti wakamuita mutakurabere achiuya asina tete aidai azofa here?
Ini musandipinza munyaya dzomusha wenyu ndiri mutorwa.
Mukadzi anonzi mutorwa mumusha maanenge akaroorwa. Pakafa muroora hapana akakwanisa kutema rukaha pasina vabereki vake nokuti akanga ari mutorwa mumusha umu.
Duramazwi
01 / 03mutotera
Mutotera chiitiko chinongoramba chichiitwa. Nyaya yekupondwa kwevanhu yatova mutotera mazuva ano.
VerengaSwipe for the next word