KwaunobvaDuramazwiMmuuya

Duramazwi · zita

muuya

Zvinoreva

Muuya munhu anovimbika, anoita zvinhu zvakanaka nguva dzose.

1

Ndaifunga kuti mukomana wake itsotsi nyambiswa muuya.

Muuya munhu ane-nge ari mutorwa panzvimbo, anenge asiri chizvarwa chayo.

Muuya munhu anovimbika, anoita zvinhu zvakanaka nguva dzose.

2

Muuya munhu ane-nge ari mutorwa panzvimbo, anenge asiri chizvarwa chayo.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muuyi

Muuyi munhu anobva kune imwe nzvimbo achisvikogara munyika isiri yake.

Verenga

Swipe for the next word