Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutatsi munhu mutsva anouya kuzogara mudunhu.
1
Mutatsi munhu mutsva anouya kuzogara mudunhu.
Mutatsi munhu mutsva anouya kuzogara mudunhu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutatu
Mutatu chidavado chekuruka tyava kana tambo, uchishandisa tambo diki, dzinenge dzichipindana, dziri nhatu.
VerengaSwipe for the next word