Duramazwi · zita
mutauri
speaker · liaison
Duramazwi · zita
speaker · liaison
Mutauri munhu anenge achitaura mashoko kuchaunga chevanhu.
Mutauri munhu anenge achitaura mashoko kuchaunga chevanhu.
Zvino tinoda unyore nyaya pfupi ine mutauri wepiri uye wetatu zvakasangana.
Zvimwewo zvakakosha pakunyora rondedzero kushandisa mutauri wokutanga uye wepiri kana wetatu.
Pakashaya chinangwa hapagoni kuzooneka kuti mutauri abaya dede nomukanwa here kana kuti anga achipotsa kutaura.
Mutauri ndiye munhu anenge ava nejijana chokudavira kana kupindawo mudaririo pakukurukurirana.
mureketi · nyakutaura la
Duramazwi
01 / 03mutauro
language
VerengaSwipe for the next word