Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pamudziyo wakaita seredhiyo kana terevhizheni, pasipika ndipo panobuda napo mazwi.
1
Pamudziyo wakaita seredhiyo kana terevhizheni, pasipika ndipo panobuda napo mazwi.
Pamudziyo wakaita seredhiyo kana terevhizheni, pasipika ndipo panobuda napo mazwi.
Kutsipika kutendeudza chinhu nenzira yokuti pamusoro pacho panoenda pasi, pasi pachienda pamusoro.
Kutsipika kuita zvinodiwa nomweya weafa, kuti ufare.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sipikita
Sipikita mukuru wapabasa anotarisa kuona kuti basa riri kuitwa nemazvo.
VerengaSwipe for the next word