KwaunobvaDuramazwiSsipinachi

Duramazwi · zita

sipinachi

spinach

Zvinoreva

Sipinachi rudzi rwemuriwo wemugadheni une mashizha makobvu, akasvibira, une tumatanda twakati korei, unoti kana ukangoiswa mupoto hautani kutyoka.

1

Sipinachi rudzi rwemuriwo wemugadheni une mashizha makobvu, akasvibira, une tumatanda twakati korei, unoti kana ukangoiswa mupoto hautani kutyoka.

Ndakupuka muriwo unenge sipinachi, unomera musango.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sipirin'i

Sipirin'i iwaya yakamonwa, inogona kudhefa kana kutwasanuka, inoshandiswa pamibhedha kana masofa kuti atefetefe.

Verenga

Swipe for the next word