Duramazwi · zita
Zvinoreva
Simbi yakapetwa inokwanisa kudzokera payaimbove kana ukaisundidzira (spring).
1
Simbi yakapetwa inokwanisa kudzokera payaimbove kana ukaisundidzira (spring).
Kuti tywiki tywiki ruzha tunoitwa nemasipiringi e-mubhedha.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sipiti
Kuti sipiti kumira munhu akati tasa.
VerengaSwipe for the next word