Duramazwi · zita
siponji
sponge
Duramazwi · zita
sponge
Siponji chigezeso chinobva pamuchero wekamuti kanotanda, unobviswa magufu nemhodzi mukati, kosara tsinga dzakapiringishana nokubatana zvinozoshndiswa pakukwiza muviri pakugeza.
Siponji chigezeso chinobva pamuchero wekamuti kanotanda, unobviswa magufu nemhodzi mukati, kosara tsinga dzakapiringishana nokubatana zvinozoshndiswa pakukwiza muviri pakugeza.
Chigezeso ndecha-kaita sesipo, dombo, siponji kana tauru zvinoshandiswa pakugeza.
dangapwishi · chipanji
Duramazwi
01 / 03siponono
Siponono munhukadzi akanaka pameso napachichiro.
VerengaSwipe for the next word