Duramazwi · zita
Zvinoreva
Sipeya chinhu chinogara chakachengetedzwa, chakamirira kuzoshandiswa kana chimwe chafa, kurasika kana kukuvara.
1

Pakaputika vhiri remotokari yake akabva angoisa rimwe resipeya raiva mubhuti.
Muimba ine makamuri akawanda, sipeya ndeimwe yedzimba dzekurara isiri inorarwa nevaridzi vemba.
Sipeya chinhu chinogara chakachengetedzwa, chakamirira kuzoshandiswa kana chimwe chafa, kurasika kana kukuvara.
2
Muimba ine makamuri akawanda, sipeya ndeimwe yedzimba dzekurara isiri inorarwa nevaridzi vemba.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sipika
Pamudziyo wakaita seredhiyo kana terevhizheni, pasipika ndipo panobuda napo mazwi.
VerengaSwipe for the next word