Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyakutaura ndiye munhu anenge abva kubudisa mazwi vamwe vakaterera.
1
Nyakutaura ndiye munhu anenge abva kubudisa mazwi vamwe vakaterera.
Pazasi inzvimbo inenge iri pedyo uye iri pakaderera kudarika panenge pana nyakutaura.
Ichi chiratidzamuiti chinomirira nyakutaura packake. Ini ndinoenda nhasi.
Nyakutaura ndiye munhu anenge abva kubudisa mazwi vamwe vakaterera.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyakutaurwa
Uyu ndiye munhu anenge achitaurwa nezvake nevamwe vanhu vari kukurukura.
VerengaSwipe for the next word