KwaunobvaDuramazwiNnyakuti

Duramazwi · zita

nyakuti

Zvinoreva

Nyakuti ndiye anenge akataura mashoko anozopedzisira anzikwa navanhu. Ndiyeka nyakuti musha uno une varoyi uyu.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyakutumbura

Uyu mubereki chaiye akazvara munhu.

Verenga

Swipe for the next word