KwaunobvaDuramazwiNnyakutaurwa

Duramazwi · zita

nyakutaurwa

Zvinoreva

Uyu ndiye munhu anenge achitaurwa nezvake nevamwe vanhu vari kukurukura.

1

Uyu ndiye munhu anenge achitaurwa nezvake nevamwe vanhu vari kukurukura.

Marevo mazwi akaipa anotaurwa nemunhu pamusoro pomumwe iye nyakutaurwa wacho asipo.

Ichi chiitomwana chinotaridza kuti nyakutaurwa naye ari kuita zvinhu zvisingatarisirwi.

Kana munhu achiti unofungei nezvaNhingi, anenge achida kuziva maonero aunoita nyakutaurwa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyakuti

Nyakuti ndiye anenge akataura mashoko anozopedzisira anzikwa navanhu. Ndiyeka nyakuti musha uno une varoyi uyu.

Verenga

Swipe for the next word