KwaunobvaDuramazwiNnyakutumbura

Duramazwi · zita

nyakutumbura

Zvinoreva

Uyu mubereki chaiye akazvara munhu.

1

Uyu mubereki chaiye akazvara munhu.

Kana ivo Mai vake nyakutumbura vaive vashaya hanya naye ini ndini ndaizoitawo hanya ndikasvika kupi?.

Vakambofunga kuti asi kuda Tadiwa ave kuziva here kuti vai sava maivake nyakutumbura kuzova jairira pakudaro.

Tete vaiwanzobatsirwa naamai nyakutumbura kana madzikoma nevaninina vavo uye madzimbuya.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyakwara

Nyakwara museve une tunzeve, uye wakafara mberi kwawo.

Verenga

Swipe for the next word