Duramazwi · zita
nyama
beef · meat · savory · sensual
Duramazwi · zita
beef · meat · savory · sensual
Nyama mutumbi wese wechinhu chinofema. Sekuru vakati _vachamborara nokuti nyama dzavo dzairwadza_.
Nyama mutumbi wese wechinhu chinofema. Sekuru vakati _vachamborara nokuti nyama dzavo dzairwadza_.
Umwe Kana achitonzi akupa nyama unenge wapiwa piece imwechete or maviri zvatokwana.
Ukaona munhu anozadzira mwana asiri wake nyama kudaro ane mwoyo wakanaka.
Nyama yese vaive vaisa muzifridge ravo zihombe raikiiwa nepassword.
Duramazwi
01 / 03nyama yemombe
beef
VerengaSwipe for the next word