KwaunobvaDuramazwiMmuviri

Duramazwi · zita

muviri

body

Zvinoreva

Muviri wemunhu mutumbi wake wese, kubva kumusoro kusvika kutsoka.

1

Muviri wemunhu mutumbi wake wese, kubva kumusoro kusvika kutsoka.

Ipapo muviri wake wakakombama kunge wakanga watorerwa vhunze rawo roupenyu.

Kwaive kungorarisawo zvako muviri but maziso akasvinura.

Ndakafambisa ndokubva ndasvika ndichikinura but ndainzwa muviri wangu kumerera kuita sekuti pandaive paive pakaipa.

2

Munhu akanzi ane muviri zvinoreva kuti anenge ari mukobvu.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muvirigo

Muvirigo munhukadzi anenge asati asangana nemunhurume.

Verenga

Swipe for the next word