KwaunobvaDuramazwiMmiviri

Duramazwi · zita

miviri

bodies

Zvinoreva

Kana munhu achitaura nezvemiviri yemunhu anenge achitaura nezveutano hwake.

1

Kana munhu achitaura nezvemiviri yemunhu anenge achitaura nezveutano hwake.

Yakadiniko miviri nhai muchembere?

I think imi makadaro munonyatsoziva kuti chii chinoitika kana ukavasvikira vane misoro miviri.

Vakatsamwa zvekuti izvozvi vane misoro miviri kutaura kuno.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

miza

Kumiza kukavira mbeu uchimwaya-mwaya mumunda.

Verenga

Swipe for the next word