Duramazwi · zita
utano
health · healthful · healthy
Duramazwi · zita
health · healthful · healthy
Utano mamiriro akaita muviri wechisikwa, nemanzwiro achinoita kusimba kwacho.
Utano mamiriro akaita muviri wechisikwa, nemanzwiro achinoita kusimba kwacho.
Apa ndipo paunogonawo kukumbira hama kana shamwari yako kuti ikukwazisire vamwe vanhu uye kubvunzawo utano kwavari.
Chiuya munhu, kazhinji musikana, anenge aine utano nechimiro chinoyemurwa navanhu.
Kana munhu achiti ari nani anenge achireva kuti utano hwake hunenge hwakanaka.
Kuva neutano kuva munhu akagwinya asina zvinomurwadza.
Duramazwi
01 / 03utanyuutanyu
Uku kufamba munhu achiita zvokusvetukira. Pachikoro apa pane vakomana vekunhonga sitepi vanoita utanyuutanyu.
VerengaSwipe for the next word