KwaunobvaDuramazwiUutachiwana

Duramazwi · zita

utachiwana

virus

Zvinoreva

Tumbuyu tudiki-diki tunounza hurwere husingaonekwi nemaziso (virus/germs).

1

Tumbuyu tudiki-diki tunounza hurwere husingaonekwi nemaziso (virus/germs).

Kusiteraraiza kuisa mushonga pamudziyo kana kuu- pisa usati waushandisa, kuti utange wauraya utachiwana.

Kana munhu akabatwa nechirwere muviri wake unenge watora utachiwana hwacho kana kukundikana kuchidzivirira.

Izvi hazvifanirwe kunyanya kukuvhundutsai sezvo kuva nehutachiwana kusingarevi kuti munhu ane chirwere.

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word