Duramazwi · zita
Uta
bow (weapon) · bow
Duramazwi · zita
bow (weapon) · bow
Uta chombo chakagadzirwa nerutanda rwakakombama netambo, chinoshandiswa kupotseresa museve.
Kana munhu akati uta uta anenge achifamba achiratidza kupusa.

Musvingo itambo yakakoswa, inogadziriswa uta, uye inoshandiswa pakukanda miseve.
Kana uchifetura uta unenge uchihukweva nomuseve kana kuti nepfumo, wava kuda kuzopfura.
Kana munhu achinzi akapakata anenge akatakura chombo chakaita sepfuti kana uta nemiseve.

mbita · mauta · gandauta
Duramazwi
01 / 03utachiona
bacterium
VerengaSwipe for the next word