KwaunobvaDuramazwiKkotama

Duramazwi

kotama

-ngomhoka-unduka

Zvinoreva

Kukotama kusunamisa muviri wekumusoro kubva pachiuno uchiendesa kumberi.

1

Kukotama kusunamisa muviri wekumusoro kubva pachiuno uchiendesa kumberi.

Vakaswera vakakotama vachingotsvaira zivanzi ravamwene vavo.

Ko handiti chinokura chinokotama musoro wegudo chainge chave chinokoro varimo mumba mevanhu vatadza kubuda.

Kare kavo musana usati wakotama munhu aizvishandira.

Zvakafanana

-ngomhoka · -unduka

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kotana

Kukotana kuungana kwevanhu pamwe chete pamariro kana panhimbe.

Verenga

Swipe for the next word