KwaunobvaDuramazwiKkosva

Duramazwi

kosva

-kosvora

Zvinoreva

Kukosva vamwe kuita kuti vazosara vasisina zvokudya kwakavakwanira.

1

Kukosva vamwe kuita kuti vazosara vasisina zvokudya kwakavakwanira.

Ngatitakurei chimwe chikafu, tirege kusvika tichivakosva nokuti hatina kunge tavazivisa kuti tiri kuuya.

Kukosva vamwe kuita kuti vazosara vasisina zvokudya kwakavakwanira.

Zvakafanana

-kosvora

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word