Duramazwi
Zvinoreva
Kukosora kunoramba kuchidzokorora.
1
Kukosora kunoramba kuchidzokorora.
Kuti koso koso karuzha kanoitwa nemunhu anorwara nechikosoro.
2
Kuti koso koso karuzha kanoitwa nemunhu anorwara nechikosoro.
3
Kuti koso koso karuzha kanoitwa nemunhu anenge akachidzwa.
4
Kuti koso koso karuzha kekuita kunge munhu ane chikosoro, kanoitwa nemunhu anoda kuonekwa kuti aripo kana anoda kupihwa mukana wekutaura.
Pavakaramba vachitaura vasingamuone, iye akabva ati koso koso ndokubva vakabva vatendeuka vachitarisa kumusio kwaaiva.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kosora
[-koshora] Kukosora kuburitsa mweya muzhinji panguva imwe uchiita seunohetsura, sezvinoita munhu anorwara nerurindi.
VerengaSwipe for the next word