KwaunobvaDuramazwiKkoso

Duramazwi

koso

Zvinoreva

Kuti koso kukosora kamwe chete munhu achibva anyarara.

1

Kuti koso kukosora kamwe chete munhu achibva anyarara.

Pavakaramba vachitaura vasingamuone, iye akabva ati koso koso ndokubva vakabva vatendeuka vachitarisa kumusio kwaaiva.

Kuti koso koso karuzha kanoitwa nemunhu anorwara nechikosoro.

Kuti koso koso karuzha kanoitwa nemunhu anenge akachidzwa.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

koso koso

Kukosora kunoramba kuchidzokorora.

Verenga

Swipe for the next word