Kwaunobva/Duramazwi/K/koshomora
Duramazwi
Kukoshomora kurova michero nechitanda kuti iwire pasi.
kosi
course
koso
Kuti koso kukosora kamwe chete munhu achibva anyarara.
koso koso
Kukosora kunoramba kuchidzokorora.
Swipe for the next word