Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vachigwanya muchero vanenge vachiutema nematombo kana nemiti, uchidonha wakaibva neusina.
1

Vana vanga vachigwanya mazhanje nokuti vari kuda kupfimbika mambishi.
Kana vanhu vachigwanya muchero vanenge vachiutema nematombo kana nemiti, uchidonha wakaibva neusina.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwanza
gap
VerengaSwipe for the next word