KwaunobvaDuramazwiGgwanhu

Duramazwi

gwanhu

Zvinoreva

Gwanhu ishizha romuriwo risingachaiti kudyika nokuda kwekukomba.

Kuti gwanhu kutanhaura kana kudambura, sezvakaita shizha romuriwo.

1

Akati gwanhu shizha romuriwo ndokuripa mbudzi.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwanhura

Kugwanhura kubvisa mapazi pamuti unenge watemwa.

Verenga

Swipe for the next word