Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gwanhurwa ibandi romuti rinenge rapfaurwa kubva pamuti muhombe.
1

Gwanhurwa ishizha romurivo rinenge rapfaurwa kubva pahunde.
Mangwana ndinoda kumuka ndichikwanhura magwanhurwa ari kutadzisa muriwo uyu kunyatsokura.
2
Gwanhurwa ishizha romurivo rinenge rapfaurwa kubva pahunde.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwanya
Kana vanhu vachigwanya muchero vanenge vachiutema nematombo kana nemiti, uchidonha wakaibva neusina.
VerengaSwipe for the next word