Kwaunobva/Duramazwi/G/gwanza
Duramazwi · zita
gap
Mukaha uripo pakati pezvimiti kana matombo (gap).
Duramazwi
gwanzi
Gwanzi inzvimbo inenge yakapfumbira, inofamba navanhu nemhuka.
gwanzu
Kana danda rikanzi gwanzu rinenge rapamurwa napakati.
gwanzuka
Kugwanzuka kupamuka kunoita chinhu sezvinoita mupuranga.
Swipe for the next word