KwaunobvaDuramazwiKkosi

Duramazwi

kosi

course · cos

Zvinoreva

Kosi chirongwa chezvidzidzo zvepamusoro zvinoitwa muchikoro, kana kuti paunenge uchidzidzira basa.

1

Kosi chirongwa chezvidzidzo zvepamusoro zvinoitwa muchikoro, kana kuti paunenge uchidzidzira basa.

Makuki makuru emumahotera anotopedza makore chaiwo achiita kosi dzekubika.

Vanasikana vanopedza kosi dzavo pano vachizoroorwa zvakanaka vanopa rudadiso kwatiri tose.

Kana mudzidzi achitora kosi anenge aine chidzidzo chaanenge ari kufunda.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

koso

Kuti koso kukosora kamwe chete munhu achibva anyarara.

Verenga

Swipe for the next word