KwaunobvaDuramazwiGGwara

Duramazwi · zita

Gwara

milky · coward · pathway

Zvinoreva

Gwara chidao chevaera Shumba vanonzi vaigara necheku-

Nzira yokupfuura nayo.

Munhu ane kutya kwakanyanya (coward).

1

Gwara chidao chevaera Shumba vanonzi vaigara necheku-

Kana vatungamiri venyu vorasa gwara, garai pasi mutaurirane nekuyeuchidzana zvakarwirwa hondo yechimurenga.

Hauna gwara shamwari, umbosara uchirongeka.

Pfungwa dzakanyatsorongwa neumhizha dzichitevedzana zvinogutsa, dzinobatsira kuti muverengi anyatsoona gwara renyaya namagumo ayo.

2

Nzira yokupfuura nayo.

Hauna gwara shamwari, umbosara uchirongeka.

3

Gwara inzira inofamba nemhuka, inopfumba zvinoonekwa.

Gwara richiri kushandiswa rinoonekwa nendove nyoro.

4

Gwara inzira kana danho rinenge ratorwa kusvika pachinhanho chinenge chichitarisirwa.

Mwana ngaazive gwara netsika dzechinyakare.

5

Gwara munhu anotya zvakanyanya.

6

Munhu ane kutya kwakanyanya (coward).

Hauna gwara shamwari, umbosara uchirongeka.

Pfungwa dzakanyatsorongwa neumhizha dzichitevedzana zvinogutsa, dzinobatsira kuti muverengi anyatsoona gwara renyaya namagumo ayo.

Mwana arasa gwara romusangano, anoda kudzidziswa patsva.

Zvakafanana

mbwende · tyoi

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwarabvu

Kana ukanzi gwarabvu unenge wamarwa zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word