KwaunobvaDuramazwiMmbwende

Duramazwi · zita

mbwende

weakling

gwarazozimutizazanizityoi

Zvinoreva

Mbwende munhu anotya chaizvo, asina kushinga.

1

Mbwende munhu anotya chaizvo, asina kushinga.

Uyu munhu, kazhinji mbwende, ane kamutaurire kekurwisanisa vanhu.

Mbwende munhu anotya chaizvo, asina kushinga.

Umbwende maitiro emunhu anotya zvakanyanya.

Zvakafanana

gwara · zozi · mutizazani · zityoi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbwera

Kana chinhu chikambwera chinenge chadonhera pasi.

Verenga

Swipe for the next word