Duramazwi
Zvinoreva
Kumbwedza chinhu kuchidonhedza pasi.
1
Kumbwedza chinhu kuchidonhedza pasi.
Kana munhu achimbwedza miromo anenge achiirembedza kana kuifambisa-fambisa zvinoratidza kuti ava kuda kuchema.
2
Kana munhu achimbwedza miromo anenge achiirembedza kana kuifambisa-fambisa zvinoratidza kuti ava kuda kuchema.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbweka
Kana munhu achinzi ambweka anenge asvika panguva yekuti zvinhu zvamuomera haachazivi zvekuita.
VerengaSwipe for the next word