Duramazwi
Zvinoreva
Kudundumara kufutisa matama nemiromo zvinotaridza kutsamwa. Mwana abatwa achiba chokudya anobovera mukanwa odundumara kuti zvisaoonekwa.
1

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dundundu
Chipfuva.
VerengaSwipe for the next word