Duramazwi02 / 03dundumaraKudundumara kufutisa matama nemiromo zvinotaridza kutsamwa. Mwana abatwa achiba chokudya anobovera mukanwa odundumara kuti zvisaoonekwa.Verenga→