Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dumwa mushonga unenge wakasungirwa pamuviri, unonzi unogona kufambwa nawo kuzvidzivirira kana kukuvadza vamwe nawo. Mutumwapavi anonzi aienda kuhondo nedumwa rinofema kuitira kuti mapfumo asamubaye.
1
Dumwa mushonga unenge wakasungirwa pamuviri, unonzi unogona kufambwa nawo kuzvidzivirira kana kukuvadza vamwe nawo. Mutumwapavi anonzi aienda kuhondo nedumwa rinofema kuitira kuti mapfumo asamubaye.
Kuti rundumwa kurembedza miromo kunoita munhu achitaridza kutsamwa.
Kuti tundumwa kuramba wakaisa muromo pamudziyo, une chauri kunwa.
Kuti ndundumwa kutsamwa pakarepo, pamusana pekukanganisirwa.
Zvakafanana
zango · chitumwa · hambe
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dunda
Kudunda kuzvimbira mukati kunoitika panhu pakuvara.
VerengaSwipe for the next word