KwaunobvaDuramazwiNnzira

Duramazwi · zita

nzira

medium · method · methodology · path · ploy · procedure · route · sidewalk · strategy · tactics · way · ways · road; street; path; way

Zvinoreva

Pokufamba kana kukuenda nako.

1

Pokufamba kana kukuenda nako.

Batakue vakavhurirwa ndokubva vabuda nekudoor rekuseri ranga risiri kufront kweyard kwange kusina nzira.

I think kunosvika kupera kwemwedzi tinenge tawana dzimwe nzira dzinoita kuti tikwanise kutora soul yake.

2

Nzira igwara rinofambwa naro nevanhu, mhuka kana zvifambiso zvakaita semotokari.

3

Nzira yekuita nayo chimwe chinhu maitiro ekuita nawo chinhu ichocho.

Ini ndanyatsokuratidza nzira yakanaka yekucheka nayo huku, wava kuita zvokungobvamba-bvambura.

4

Kana uchibvunzwa kuti nenzira yei

Zvakafanana

gwanzi · mugwagwa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzirakavambe

waita chimwe chinhu, unenge uchibvunzwa chasakisa kuti uchiite.

Verenga

Swipe for the next word