KwaunobvaDuramazwiNnziswa

1

Nziswa kamuti kemechisi kanokwenywa pachikoko chacho kana munhu achida kubatidza moto.

Munhu ane mabvinziswa ndeane-nge achiti kana akapfurira imba inosara ichidonha mvura mukati.

2

Nziswa kamuti kemechisi kanokwenywa pachikoko chacho kana munhu achida kubatidza moto.

Zvine chekuita

nzwisa

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word