Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufambiro unogara vanhu nawo nenzira yeunhu (method/way/custom).
1
Mufambiro unogara vanhu nawo nenzira yeunhu (method/way/custom).
Chinyorazve kanyaya kako kusvika wagutsikana, zvichakubatsira kuti uve nyanzvi pakunyora kunyange rondedzero dzemutowo wakadai.
Kana munhu akadhambisa hembe anenge aibata nomutowo unoita kuti shinda dzayo dziregedzeke, zvokuti haizobati pamuviri kana ikapfekwa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsa
benevolence
VerengaSwipe for the next word