Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chese chokutsamira kana kutsigira musoro.
1
Chese chokutsamira kana kutsigira musoro.
Mutsago chitanda chaivezwa kare chaishandiswa kutsamira wakarara.
Mutsago kasimbi kanomonerwa shinda, yozoiswa pazasi pemushini ichibatana neshinda yepamusoro, mushini wozosona.
Kuti tsami kuzendamisa musoro pamutsago kana pachimwe chinhu.
2
Mutsago chitanda chaivezwa kare chaishandiswa kutsamira wakarara.
3
Mutsamiro.
4
Mutsago kasimbi kanomonerwa shinda, yozoiswa pazasi pemushini ichibatana neshinda yepamusoro, mushini wozosona.
Zvakafanana
ngoti · chikoko · chivhimbo · bhobhiri · chibhobhiri
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsakara
Mutsakara ihembe kana jira rinenge ragara kwenguva refu zvekuti rinenge rabvaruka.
VerengaSwipe for the next word