Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vakanzi vaenda kumutsamudzimu, vanenge vafumira kuenda kuguva remunhu achangovigwa kundoona kuti kwarara zvakanaka here.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsamvi
Mutsamvi muti unowanzomera pazvuru nomuzvikomo, unobereka muchero mudikidiki, unodyiwa neshiri kunyanya.
VerengaSwipe for the next word