KwaunobvaDuramazwiCchikoko

Duramazwi · zita

chikoko

Zvinoreva

Chikoko chibhokisi chemachisi chakagadzirwa nebepa, chine mativi akatsvukuruka, anokwenywa kuti pabude moto.

Mutsago.

1

Nziswa kamuti kemechisi kanokwenywa pachikoko chacho kana munhu achida kubatidza moto.

Mukweno kamuti kane kumberi kwakaita kamusoro kunokwizirwa pachikoko chemachisi kuti pabude moto.

2

Mutsago.

Chikoko chibhokisi chemachisi chakagadzirwa nebepa, chine mativi akatsvukuruka, anokwenywa kuti pabude moto.

Nziswa kamuti kemechisi kanokwenywa pachikoko chacho kana munhu achida kubatidza moto.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikokoko

Chikokoko idombo kana chimwewo chinhu chinokandwa pamutambo wepada.

Verenga

Swipe for the next word