KwaunobvaDuramazwiBbhobhiri

Duramazwi · zita

bhobhiri

Zvinoreva

Chibhobhiri.

1

Chibhobhiri.

Kuti monere kutenderedza shinda pachimuti kana pachibhobhiri.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhobho

Bhobho itsoro yedhirafuti inenge yatambwa yakwanisa kunzvenga dzanga dzichifanira kuidya, dzamara yasvika kumapeto, zvinozoipa kuti ichikwanise kutambwa ichidarikira mamwe makomba.

Verenga

Swipe for the next word