KwaunobvaDuramazwiBbhobho

Duramazwi

bhobho

Zvinoreva

Bhobho itsoro yedhirafuti inenge yatambwa yakwanisa kunzvenga dzanga dzichifanira kuidya, dzamara yasvika kumapeto, zvinozoipa kuti ichikwanise kutambwa ichidarikira mamwe makomba.

1

Tuubhobho imari ine uwandu hwemashereni maviri.

Kubika mvura kusvika yaita mabhobho (to boil).

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word