Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kushanda kuitira kuwana mari (business).
1
Kushanda kuitira kuwana mari (business).
Mubhangi munhu anosevedza muimba kana bhizinesi rokuchengetera nokukweretesa vanhu mari.
Bhangi isangano rinoita bhizinesi rokutenga, kutengesa nokukweretesa mari kuvanhu nokune mamwe mabhizinesi.
Kana munhu achichengeta huku, nguruve kana zvimwewo zvipfuyo pamba pake anenge achiita bhizinesi rekuzvirera achizotengesa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bho
Kuti bho kurova chinhu kamwe chete.
VerengaSwipe for the next word