KwaunobvaDuramazwiBbhiza

Duramazwi · zita

bhiza

horse

hachimbigi

Zvinoreva

Bhiza imhuka yakareba, yakada kuita sedhongi, asi iyo iri hombe, inotasvwa nekumhanyiswa pamijahwo.

1

Bhiza imhuka yakareba, yakada kuita sedhongi, asi iyo iri hombe, inotasvwa nekumhanyiswa pamijahwo.

Pabasa zvangu ndaive bhiza saka ndaisarizeza.

Pabasa ndaive bhiza chairo and mai vangu vaive vakatogona kundidzidzisa iro nekuti kutaura chokwadi vasisipo kudai ndaizotambudzika.

Kunjandaika kukwira mudenga uchimbodzika pasi, sezvinoita munhu akatasva bhiza.

Zvakafanana

hachi · mbigi

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word