KwaunobvaDuramazwiNngoti

Duramazwi

ngoti

Zvinoreva

Mutsago.

1

Mutsago.

Vakangoti chinouya chinovawana pamba pavo ipapo kwave kushingirira ndokuenda havo.

Uyu Theresa ndiye aive angoti ichibuda mubedroom mamhamha achibva atopindawo make.

Tadiwa akangoti dzawira mutswanda tiwane kuronga kuti hurongwa hwanhasi wakamira sei?

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngoto

Ngoto hwahwa hunobikwa nevanhu mudzimba, hunotora mazuva anokwana vhiki kuti huibve.

Verenga

Swipe for the next word