KwaunobvaDuramazwiMmagariro

Zvinoreva

Magariro omunhu ndiwo upenyu hwake nemararamiro ake panyika.

1

Magariro omunhu ndiwo upenyu hwake nemararamiro ake panyika.

Zvakawanda chaizvo zvave kukanganisa magariro evanhu izvo zviri kukonzereswa nenharembozha idzi.

Kana tichishandisa tsumo tinoda kuti uyeuke kuti dzinotaura pamusoro peupenyu, maitiro, magariro netsika dzedu VaShona.

Izvi zvinobatsirawo mukurwisana nematambudziko anogona kunge achivhiringa vanhu angave ezveupfumi hwenyika kana magariro avanhu.

2

Magariro itsika inowanzoitwa nemunhu nguva zhinji.

Zvakafanana

ugaro · maitiro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

magaro

Magaro imbadzi mbiri hombe dzenyama iri pazasi pomusana uye pamusoro pezvidya dzatinogarira pamusoro kana takazorora.

Verenga

Swipe for the next word