KwaunobvaDuramazwiMmagaramwoyo

Duramazwi · zita

magaramwoyo

magamafafamagaran'ombe

Zvinoreva

Aya mashoko anorwadza nekukododzvora zvikuru. Paakadzingwa basa, akasiya audza vanhu vepabasa pake magaramwoyo.

1

Aya mashoko anorwadza nekukododzvora zvikuru. Paakadzingwa basa, akasiya audza vanhu vepabasa pake magaramwoyo.

Jenamwa munhu asingatangwi, ane ukasha chaizvo uye anotaura mashoko magaramwoyo.

Jinyu itsika yekutsamwa uchipindura vamwe mazwi magaramwoyo, zvine hasha mukati.

Uchenye itsika yekutsamwa uchipindura vamwe nemazwi magaramwoyo, zvine hasha mukati.

Zvakafanana

maga · mafafa

Zvine chekuita

magaran'ombe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

magaran'ombe

Aya mashoko anogumbura anenge ari kutaurwa nomumwe munhu. Hazvipi hunhu zvokuudzana magaran'ombe pamberi paanatezvara.

Verenga

Swipe for the next word