Duramazwi02 / 03magaramwoyoAya mashoko anorwadza nekukododzvora zvikuru. Paakadzingwa basa, akasiya audza vanhu vepabasa pake magaramwoyo.Verenga→
Duramazwi03 / 03magaran'ombeAya mashoko anogumbura anenge ari kutaurwa nomumwe munhu. Hazvipi hunhu zvokuudzana magaran'ombe pamberi paanatezvara.Verenga→